Netsai uri comedian sure. Haa amai wee haaa uno shooter mafirimu chaiwo. Four season team yr acting is growing thank you for appreciating our support. This movie is so painful😢😢😢😢😢
Netsai wazvofitwa nehutsinye chaiwo, you are now as good as Blackie of NAIZA BOOM.All in all haiwa munogona we are behind you Four Seasons Media. Thank you for keeping us entertained.
Izvi zviriko manje izvi, as parents we gotta work our butts off tisiye vana vaine pekugara nekurara kuitira ramangwana revana vedu coz hapana munhu anotora vana vedu kana tafa..
So touching Anababa nanasekuru learn from this. This is real Munapota muchiwona zvirikuitika mumba
True not kungoteerera zvinobuda mumiromo
Mwari ngavandichengete kuswika nhiyo dzangu dzikure chokwadi 😢
Amen and Amen
Vasikana ngatitei moyo wakanaka tichi chengeta nherera😢 gogo Mwari ave nemi
Vovo👌🏻👌🏻netsai akugona her role this is lit guys🥰life lessons
I hope netsai reaps wat shez sowing
Vovo anogona zvisingaite ❤❤
Netsai uri comedian sure. Haa amai wee haaa uno shooter mafirimu chaiwo. Four season team yr acting is growing thank you for appreciating our support. This movie is so painful😢😢😢😢😢
Sekuru imboitaivo nguva ne muzukuru 😢
Tauraa hako vanhu hatinai time nemhuri dzedu
Hawapihwi chance
This is so touching 💔
Hanzi naMishy ko kuzonamata nhy
Vovo u are the best actor ,u deserve kupiwa mota
Vovo made it so real,I couldn't hold my tears😢😢😢😢
Hutsinnye hwakadai hunondishungurudza mheno ndikakwanisa kuona zvose lm so hurt 😢😢😢😢😢 can't wait for the final
Am with you, I feel the same 😢😢😢
So painful 😢 life so aahaa
Me too dear, misodzi kutobuda
😢😢😢😢😢😢😢😢
Sando kuna Netsai naVovo well done guyz rambai makadaro❤
Uuum so painful, I thank my God varikuchengeta vabereki vangu ndikasakura ndiri nherera
Mwari ngavandchengete kusvika mwana wangu akura
Vovo from land lady to nhapwa. 💔
😂😂
😂😂😂😂
Ayewa vovo naNetsai mapanerimwe level manje....🎉🎉keep it up guys.....watching from Zambia
This is very touching, so sad 😢
Mai Mitchy hutsinye hwenyu zviya, ko kutozoisa munamato 🙌🏽🙌🏽
Akanyanya wena munhu anonyima nechikafu chese anondibhowa last number. Zvakaoma hazvo zvinoitika kunze uko
@@Rumbie87 zviri kuitika shuwa, zvinorwadza sei
Ishe wangu ndisesekedzeiwo vana vangu vayaruke 😢😢😢😢 this is so happening somewhere!
Vovo and Netsai yoh you are on fire 🔥. Great acting!
Munogona team rangu,zvirikuitika muupenyu hwanhas izvi
😢😢😢Endefuti netsai unogona kuactor yooo kuita mai azuka chaiwo
She is too much woo kkkkk
Keep it up guys and expose the cruelty in us women
Naiza arikuriona here basa rakanaka ramuri kuita iri. But mutange kutengera Vovo mota.
😭😭😭😭hàaaaa ndazochema ndega nhaimi movie yandibata zvakapfuurikidza
So touching well done 4 seasons
netsai ukubata basa apa you are nailing the script so well.vovo kugona kunzwisa tsitsi keep it up guys
Nhai veduwe wosuka neikoo Soo touching 😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢
Haaaaa basa munorova zvekurevesa kani😂😂😂😂😂😂
Good vanababa potai muchicheka magariro anoita mhuri
Izvi zvoitika manje if wakakura uri nherera nevanhu vane hutsinye izvi wakazviona pauri haisi movie unotoona real thanks four seasons
😢haaa nherera dzirikutambudzwa kunze uko .Netsai ndimai Azuka chaivo hutsinye anohugona
Kkkkkk ndaseka pakudzika pa bhedhi❤❤❤❤
Netsai wazvofitwa nehutsinye chaiwo, you are now as good as Blackie of NAIZA BOOM.All in all haiwa munogona we are behind you Four Seasons Media. Thank you for keeping us entertained.
Vhovho shiri yabvuta rekeni ..ndirikuchemawo newe shaa..netsai unondigonera zvirikubuda so siwiti ..weldone FS
Vanogona ava ,taakutochema zve isu takabereka zvabva zvaita really ende zviriko izvi
Vane hwutsinye stereki ndovanoda kunamata Hakuna hwuroyi hwunokunda uhwu
You so versitile guys. Keep it up
Nestai 😂😂😭😭 you just too much 😂!!! I also like your facial expressions during a situation 😊
This is traumatizing to victims of such abuse. Zvakaoma
But Vovo anogona guys🤞🏽🤞🏽🤞🏽🤞🏽
Hayi umama kaMitch olomoya shame 😢 very sad story
Netsai na Vovo keep shinning guys ❤ mukugonesa
Ko jambwa hayina kuzopera wani guys ko mwana akazotorwa na Mai vake here
Kkkkkkkk don't give up Vovo be strong my lovely sister
Well done guys 👌
Mmmm this is sad.. mad me cry for Vovo. Mukugona guys keep it up.. 👍 Man should learn from this itai muchiwongorora mhuri dzenyu
Vovo veduweee arikutonzwisa tsitsi moyo wangu warwadza veduwee
Well done munogona henyu mwari ngavakuwedzerei njere
Kupretender kunoita Mai Mitchy pamberi pababa Mitchy 🙌🏽🙌🏽🙌🏽🙌🏽
Kushusha kwakadai kwakanyanya, Mai Mitchy denga muchaita reku googler
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 vanondipedza zvangu zvino zvichabida pachena rimwe zuva .
@@epiphaniamuzenda3692 oh yes, zvichabuda hazvo kkkkkkk
Izvi zviriko manje izvi, as parents we gotta work our butts off tisiye vana vaine pekugara nekurara kuitira ramangwana revana vedu coz hapana munhu anotora vana vedu kana tafa..
Welldone team yooo❤ makugona
Painful 😢😢❤❤
Haa gogo Netsai vakuzonyanya😅
I almost cried watching this 😢
Ndanzwa tsitsi kunga zxirikutoitika sure 😂😂😂 haa well done but netsai usazonyanya andizopedzi kuona zxakanaka ndonga ndakurwadziwa
Keep it up guys
Mukugona❤❤
Vovo na Netsai you are nailing your part well done keep going 🎉🎉🎉
Kaprayer kaNetsai manje 😂😂😂😂u re the best netsi love u
Pakashaika anoona mwana unongoti akuchengetwa bhoooo.😢😢Vovo I feel for you life is not easy
Well done guy's
They nailed it 👌
Keep up the good work muri kurova guys murikugonesesa chaizvo mess❤
Yoh
Chokwadi tese takapfura neko jartwell taienda netsoka tisina bhutsu😂😂😂❤❤❤❤❤
Character yawakatora apa Netsai , ichiita kuti tikuvenge in real life , kana kukurova 🥲
You deserve the trophy 🏆🏆🏆
You nailed guys
Keep up the good work 💯
Tino kutendai guy's fouseasens rambaimakadaro hakuna chinoramba rambai muchitipakurira ❤
Vovo unechipo zvako love you so much ❤❤❤🎉🎉🎉
Jartwell Aaaayaas sekuru 😂😂😂😂❤❤❤
Mishy anoda maface aaaa😂😂😂 hanzi ndine weku chicken slice ne we transport
😂😂😂😂 uhm gogo Netsai musadaro muzukuru wenyu ,
Kkkkkk netsai apo pakuita mai unopagona
this is so real😢😢😢keep up the worl guys😢😢
Patiently waiting❤❤❤
Netsai kanozvigona zvekushungurudza vanhu kuNaiza Boom kuya kaishungurudza Paida fut
ndarwadziva sure kuita nherera kwakangooma hama
mopedza guys keep it up
Vovo anogona 🎉🎉🎉
Ummm zvinezvipo veduwe Gogo kutoisa munamato knhi vhovho achirara nenzara apa muchimuti muka na4 anoriwana kupi simba rekuita basa asi murikutomudxidzisa wani ramangwana rake rakanaka komborerwai nebsa ramurikubata mai Mishero
Achatodyira chikafu mukuraidza achibika otonwa mvura,eish life yacho marwadzo veduwee
Izvi zvoitika muhupenyu
Netsai akagona this us real vanhu varikubata vana vevafi rough vachinyebera kuvada kna paine vanhu
Nyanzvi dzedu❤❤❤❤❤❤
Well done guys ♥️💕 💕🥰🥰
Netsai's favourite more likes please ❤❤❤❤❤
Kufirwa kwakaoma 😢😢😢😢😢
Imi sekuru matemai potai muchiita wo follow up kuti muzaya akurarama cy
Gogo muneutsinye ,musatombonamata zvenyu
Takagara tili isu tinokanganisa mu film ya cho
4seasons hoyoo . Keep it up guys
Vovo unogona wena❤❤❤❤
Haaaaaa netsai haukol kkkkk😂😂😂
Well done 💯❤ guys
This nherera is too much ,educating ,heartbreaking,...
Aaaaa makuseri guys
Baba mishero netsai s voice 😂😂😂😂
This is heartbreaking 💔
😢😢😢😢😢😢 this is so sad guys zvochemedza izvi
Hoyo 4 season media muri kugona
Mai azukaaa